Chinonetsa vamwe vanhu kusaziva zvavanoda vamwe vanozoziva zvavanoda vatanga vapinda dambudziko sana chamisa togara kutaura kuti dzikamai mungoita mamwe mabasa izvo zvenyika zvine vane zodzo yacho
PfumvudzeTv Nhapitapi Zanu-PF 100%
PfumvudzeTv
04/09/2024
Zimbabwe inyika yakanaka nyika inoyevedza ine huchi nemukaka
PfumvudzeTv Nhapitapi Zanu-PF 100% PfumvudzeTv
Zvopondana chamisa nevanhu vake
Hopewell chin'ono vs chamisa kkkkkkk chinondinakidza kuvanhu ava kaaa benzi ririnani ava vanobva vapenga zvekuti avatozivi nezita ravo
Zvino zvaparadzwa na chamisa zvawanda uye kutadza kutevedzera mutemo wenyika uye kutuma vanhu kuti vaite zvisina basa maifunga kuti zvose zvamunoronga zvinobudirira manje zivai kuti munyika yeZimbabwe amuitwi madhaka next time chamisa uchademba iwe
Verudo vanodiwa chero nani ED pfeee
Midzi yemusangano
Imi vanhu dzikamai fungai musangotora zvose zvamuudzwa na chamisa uye munofira mahara nekuti Zimbabwe ine mutemo unochengetedza iwe neni saka ukatumwa kuita zvisina basa muZimbabwe unofira mahara uye chamisa wacho aufi wakamuona paunenge uchipinda busy. Saka yambiro yangu kwamuri vasina njere imi munotevera chamisa zivai kuti Zimbabwe inemutemo unochengetedza munhu wese uye nechembere dzedu dzatinadzo kuti uve munhu anokura zvakanaka usina kuremara fambai nemutemo wenyika muchiremekedza president wedu uye nemauto edu nemaporisa edu ndatenda
Click here to claim your Sponsored Listing.
Location
Category
Contact the business
Website
Address
Dubai
24
