Zanu pf Harare South constituency
HARARE SOUTH ORIGINAL VBELT Hard liners
HARARE SOUTH ORIGINAL VBELT CONSTITUENCY HON TRYMORE KANOPULA MABHUDHI UYO MAHWANI UYO TOMUDZORERA FUTI ββββ
21/03/2026
Pachitiko chakaita mavhiki akapera Ayo munhu ane Mota iyo akanzi taku hire paBoka anota zvekutakura vanhu Ari paboka akazowanikwa akauraiwa akarasirwa kuKefallos takuenda kuMhondoro iyo ndomota yake yaka brekwa brekwa nembavha yacho kubvisa engine mavhiri ππππ asi totenda mapurisa vakazobata mhondi iyi kuGweru kuburikidza neVTs
07/03/2026
Mbavha idzo dzakabatwa kuBeatrice mushure mekupinda muBar vakavharisa madoor vakatorera vanhu 11mafoni nemari nedoro ndivo zvakare vakazoba Mota yemuimbi wesungura Simon Murambi asi vakazobatwa ,vaenda nekusina rd nemota iyi umwe Wavo akatiza zvakare vanogara muHopley aiwa tinotenda Vagari v
07/03/2026
Thank you ZRP southlea park Boka nekutibatira mbavha dzanga dzanyanya kutema vanhu nematemo nemabhemba ,nemapanga around Hopley vari vana zvakare vemuHopley Ava
04/03/2026
His Excellency President Emmerson Dambudzo Mnangagwa will officially launch the Zimbabwe Football Association (ZIFA) Munhumutapa Cup at the Celebration Centre in Harare this morning . The tournament, valued at US$25 million over five years, is designed to bring together teams across all levels of the game in a spirit of inclusivity and national development.
SHUMBA MURAMBWI CHIKARA CHESANGO π₯π₯π₯π₯π₯
20/02/2026
π₯π₯π₯πππβββπ
VISION 2030 THANK YOU PRESIDENT ED MUNANGAGWA MURIKUSHANDA ZVATINODA πππMARARA AKUTAKURWA NEKUDA KWE GEO POMONA HAATIRI KUFARA KANZURA YAKAZVITADZA ZVAMURI KUITA IZVI πππKOMBORERWAI
Ndosaka makavhoterwa nevanhu Tinotenda Hon Trymore Kanopula nekumira nevakaputsirwa Dzimba dzavo kuHopley kunova kwamakavhoterwa muward 35 iri muHarare south original vbelt constituency
Click here to claim your Sponsored Listing.
