19/04/2022
Ndidzo politics dzatoda kuti nyika yese iite zvinoitwa muno mu O tiri vana vemunhu mumwe tikakura pamwe zvekusiyana kwemapato hazvititadzise kuwirirana
Keep it up Ward 22(Unit O) Chitungwiza South Constituency
09/02/2020
Ndopanoti Hardware pa O Rasta Hardware akabva kure murume uyu
29/01/2020
Mamuziva here mukomana uyu
23/01/2020
There is also a Whatts App Group reNhau dzemuO Pamugodo here is the link
Nhau Dzemu Unit O
WhatsApp Group Invite
24/08/2019
Zimdancell vs Hip Hop
Bvukura Sports Bar
31st August featuring
Hwindi President vs Mr Jt
20/04/2019
There is now a whatts app group of this page use the link below
chat.whatsapp.com
15/10/2018
Zvitsvage wega kana wakapinda creche yepa O
24/09/2018
Shepherd Mushuurwa aka Kukash with King Legwan Chiota Mazvimbakupa aka Ghetto President let us all pray kubvisa mweya yetsvina yakapinda mumba ma Kukash