Why is Sir Wicknell called Mukuru wemazuva Sir Wicknell....
Ama2k 4ED President of Zimbabwe
VANA WEVHU VANA WEMUSANGANO β AMA2K 4ED βπΏπΌ President Emmerson Dambudzo Mnangagwa β President of Zimbabwe πΏπΌπΏπΌ VISION 2030. AMENDMENT BILL NO 3 βπΏπΌ
Why is Sir Wicknell called Mukuru wemazuwa π€
π€π€π€π€π€
Ndaona vanhu wakawanda wachibvunza kuti why uchiposter Sir Wicknell uchiti MUKURU WEMAZUVA even sir Wicknell wacho sei wachizviti MUKURU WEMAZUVA?
So here is the thing,Sir wanonzi Mukuru wemazuva not nekuda kwekuti mukuru kune Mazuva or kuti tirikuzama kuti Mwari weMazuva noπ« he is called Mukuru wemazuva because Mazuva atiri right now mazuva akaporofitwa naBaba JOHANE kuti Munhu mutema achasimudzirwa pamararamiro Ake muhupenyu hwaje and now zvakuzadziswa Through Mutumwa waMwari Madzibaba CHIVAYO (SIR WICKNELL) and that's why now Sir Wicknell wakunzi Mukuru wemazuva because tiri mumaZuva awo akaporofitwa naBaba JOHANE kuti achakwana even Sir Wicknell wanogara wachitaura kuti zvakaporofitwa, zvichirewa kuti ingua yainge yakato gara ichiziwikanzwa kuti ichakwana mostly with the Masowe people.So ini handina chakaipa chandoona about kudedzwa kwaSir Wicknell kuti Mukuru wemazuva because Mazuva acho arikutaurwa maZuva akagara akaporofitwa kudhara and hawasi kunzi MUKURU WEMAZUVA OSE no.Warikunzi mukuru wemazuva kurewa Mazuva awo akaporofitwa kudharaππππ
πππππ
To Madzibaba CHIVAYO ndinongoti rambai muchikomborerwa nekuda kwemoyo murefu hwamuinahwo moyo unobetsera uye Mwari wawedzere pese pamunokamura πππ― Sir Wicknell stay blessed πππ
Cleopas H Mukungunugwa πππππ
Cleopas H Mukungunugwa Zimmillionaires
30/05/2026
Happy birthday Mr CHIVAYO ππ°π Enjoy your special day ππ ON ON MY GEE πͺπͺπͺ Ferg Aveli
29/05/2026
Welcome maGafa βββπΏπΌπΏπΌ Pamberi na President Ed pamberi nechiVanhu chedu 2030 ED PFEEEEE
maGafa nemaZANU same thing π€
Together is 1
pamberi neCAB 3
Pamberi nebudiriro pamberi nekubatana Pamberi neAMA2K 4ED pamberi neZANU PF β β β πΏπΌ β πΏπΌ
βββββπΏπΌπΏπΌπΏπΌπΏπΌπΏπΌπΏπΌ
NEMA ZANU is the same thing π€ TOGETHER IS 1βοΈ
28/05/2026
President ED Mutumwa waMwariπππ
Congratulations to Bishop Nyasha Manhango of Apostolic church π enjoy your new ride a brand new Toyota land cruiser Prado handed over by the President his excellency Dr EMMASON DAMBUDZO MUNANGAGWA ββββπΏπΌπΏπΌπΏπΌπΏπΌπΏπΌπΏπΌ God's power πππππππ
2030 pfeeeeee ππππΏπΌπΏπΌπΏπΌ Emmerson Dambudzo Mnangagwa βββββ
27/05/2026
Warmest birthday wishes to the most gracious lady in the countryπΏπΌ MADZIMAI Lulu CHIVAYO wish many more years to come π«΄ enjoy your special day ππ§πππ
Sir Wicknell
Enjoy ππππππππ§π§π§π§π§
26/05/2026
Go and see Victoriπ₯³π₯³
Pamberi na President Emmerson Dambudzo Mnangagwa
2030 Pfeeee
Pamberi nebudiriro
Pamberi nekuwaka Nyika
Pamberi neZANU PF
Pamberi neAMA2K 4ED
Pamberi nekubatana
Pamberi neVISION 2030 βββββπΏπΌπΏπΌπΏπΌ
ππ€ π€π
Ndezvedenga zvine Zodzo ndezvemweya mutswene zvakanamatirwa ππ Sir Wicknell
26/05/2026
Uku vanhu wainge wakachena zvekuti waigona kuswera uchinwa nvura because zvainwisa nvura ππ
Dr Kudakwashe Tagwirei πππππ
25/05/2026
With my Father Dr Kudakwashe Tagwirei π― kana Uri wemusangano weZANU PF Uri mudiki kwandiri uri munin'ina kanauri Mukuru mbijana Uri mukoma kana Uri Mukuru nemakore uriBaba wangu and awa ndibaba Dr Kudakwashe Tagwirei ππππππ too much love and respect myPapa ππππππ
AMA2K 4ED and DR KUDAKWASHE TAGWIREI MUCH LOVE AND RESPECT ππππππ
Click here to claim your Sponsored Listing.
Location
Category
Website
Address
Harare
